Svetuka kuchirochemo

Maodzanyemba

Kubva Wikipedia
The printable version is no longer supported and may have rendering errors. Please update your browser bookmarks and please use the default browser print function instead.

Maodzanyemba (Chingezi: north): Iri idivi rekurudyi kwemunhu kana akatarisa kunovirira zuva (kumavirazuva kana kuti kumadokero). Ku maodzanyemba kwakapesana nokuchamhembe.

Mamwe mashandisirwo

Mamwe Mazwi

Vatauri veChindau vanoti dera kutaura maodzanyemba. Iri izwi riri nani takatarisa nhau yekuti maDuramazwi akare ane makakatanwa pakududzira kuti maodzanyemba idivi renorth kana resouth.

Mitauro ye Chibantu

  • VaChewa vanoti mpoto (north). Xilenge vanoti vulenge (n. north).
  • VaTonga vanoti kunyika (n. north) vachireva kumaodzanyemba. VaZigula vanoti chibura (in the north).
  • Xilenge vanoti vulenge (n. north). Mamwe mazwi: vulambwi (n. south).
  • Xilenge vanoti vutonga (n. east). Mamwe mazwi: vupemba (n. west).