Svetuka kuchirochemo

Mutamba

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuZhumwi)

Mutamba, muhumi, mushumwi, muzhinyu kana muzhumwi (n. Strychnos cocculoides) muti unowanikwa muZimbabwe unobereka muchero une deko gobvu rakakukuta.

  • Mudzi wemutamba unotapwa mushonga unorapa marwadza emudumbu, uye marwadzo epahuro.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Bemba vanoti ifisongole (n. damba fruit) kureva damba. Nsenga vanoti chizimbili kureva damba.
  • Nambya vanoti ipwi (n. dark damba fruit) kureva damba rakasvipira. Mamwe mazwi: tambashoko (n. orange damba fruit).
  • Oshiwambo vanoti omauni (n. dark damba fruit) kureva damba. IsiNdebele vanoti umkhemeswane kureva damba.
  • Venda vanoti maramba kureva matamba. Moore vanoti katr-poondo (n. strychnos spinosa) kureva mutamba kana mun'ono.
  • Hadiyya inoti damba (n. gall bladder) kureva gungwa. Mamwe mazwi: dambo (n. bile).
  • Xitsonga vanoti masala kureva matamba. Setswana vanoti mogorogorwane kureva matamba.
Mukati medamba
Matamba Akaibva