University of Zimbabwe Title
University of Zimbabwe Title
University of Zimbabwe Title
Zvichadzidzwa
1.rondedzero
-Tsanangudzo 4.DUDZIRAMUTAURO
-Tsamba yebasa -Zvindori
-Tsumo (nyaya) -Zviito
-Nhaurirano -Rebeso dzezviito
2.NZWISISO -Zvidudzirazviito
-Pfupiso -Zvibatanidzi
3.MUTAURO 5.UVARANOMWE
-Tsumo -Ongororo yemabhuku: Pfuma Ndeyamaoko
-Fananidzo
6.NHETEMBO JERERO
Ongororo yenhetembo dziri muzvikwata zvikwata
Rurimi Rwaamai 3
VAVARIRO Budirirai 3
Pakupera kwekotoro vadzidzi vanofanira kunge:
-Voyemura mutauro weChiShona kupfurikidza nekugona kunyora Ngatizivei Mutauro
Kereke Inofa
Faira remudzidzisi
VHIKI MUSORO ZVINANGWA ZVOMBO/JERERO ZVICHAITWA ONGORORO YEBASA ONGORORO
YEVADZIDZI
1 Dudziramutauro Pakupera kwechidzidzo Bepa rebvunzo -Mudzidzisi achapa
(dzokororo) vadzidzi vanotarisirwa (1997) vadzidzi mubvunzo
kunge vokwanisa- wekuti vapindure
mumabhuku avo.
Akudoma mipanda Hapana hurukuro
yamazita iri muchishona inoitwa sezvo iri
b)Kupa zvivakashure dzokororo, vadzidzi
zvemupanda umwe vanonyora
neumwe chinyararire.
c)kupa mienzaniso
yamazita ari mumupanda
umwe neumwe
a)kudoma vatambi vari Pfuma ndeyamaoko -vadzidzi vanodoma
UVARANOMWE: mubhuku. vatambi vari
Vatambi b) kupa ukama Jekesa pfungwa 2 mubhuku vari
hwevatambi vari p43 mumapoka
mubhuku. -vanopa ukama
c) kutsanangura hwavatambi vari
zvinoitwa nevatambi mubhuku
zvinoita kuti rungano -vanotsanangura
ruenderere mberi. zvinoitwa nevatambi
kuti rungano
ruenderere mberi
MUTAURO: a) kudoma mazwi Denhe reruzivo 1 -Mudzidzisi anoti
Batanidzo anobatanidzwa p29/42/69 vadzidzi
nepatsanuro b) kudoma zvinoita kuti vatsanangure kuti
mazwi abatanidzwe mazwi
c)kubatanidza mazwi anobatanidzwa sei.
apiwa -Vadzidzi vanopa
mienzaniso yemazwi
anobatanidzwa
-Mudzidzisi anopa
vadzidzi zviperengo
zvemazwi anoda
kubatanidzwa
RONDEDZERO: a) Kutsanangura kuti Jekesa Pfungwa 2 -Mudzidzisi anoti
Tsanangudzo rondedzero p40 vadzidzi vape
yetsanangudzo chii tsanangudzo
Ngatidzidzei yerondedzero
b) Kupa zviga Zvirungamutauro p54 yetsanangudzo
zvekunyora rondedzero -vadzidzi
yetsanangudzo. nemudzidzisi
vanobatsirana kupa
c) Kunyora rondedzero zviga zvekunyora
nenguva yapiwa. rondedzero
yetsanangudzo.
-Vadzidzi vanonyora
rondedzero
mumabhuku avo.
NHETEMBO a) Kudoma zita Faira remudzidzisi -mudzidzisi achapa
Dzokororo ranyanduri uye misoro vadzidzi mubvunzo
wenhetembo shanu dzake Mutakunanzva wekuti vapindure
wenhetembo uye ovaudza
b) kupa mhando mapinduriro
yenhetembo dzadomwa. avanofanira kuita.
-vadzidzi
c) Kunyora zviri vanopindura
mudetembo rimwe mubvunzo
nerimwe. chinyararire.
-Vadzidzi vanonzi
Uvaranomwe: a)kutsanangura kuti tsika Faira romudzidzisi. vatsanangure kuti
tsika nemagariro nemagariro chii tsika nemagariro
nenguva Jekesa Pfungwa 2 chii
b)kupa zviri mubhuku p47 -Mudzidzisi anopa
zvetsika nemagariro vadzidzi
Pfuma ndeyamaoko muenzaniso
c)kutsigira pfungwa wezvetsika
dzavapa nezviitiko nemagariro.
zvemubhuku -vadzidzi vanoedza
kupa mienzaniso
kubva mubhuku
Nhetembo a)kudoma musoro Jekesa Pfungwa 2 -Mudzidzisi anoti
(Kuongorora) wedetembo uye zita p40 vadzidzi vapinde
ranyanduri mumapoka vape
Mutakunanzva zita ranyanduri,
b)kupa mhando wenhetembo musoro
yedetembo nedingindira wedetembo,
mhando,
c)Kupa zviri mudetembo dingindira, zviri
nezvidavado zvanyanduri mudetembo
nezvidavado.
-mudzidzisi anoti
vadzidzi vapire
zvavawana
mumapoka avo
achivagadzirisa
MUTAURO: a)Kutsanangura kuti Denhe reruzivo 1 -mudzidzisi
(patsanuro mazwi anopatsanurwa sei p80 anotsanangura kuti
yemazwi) mazwi
b)kugadzira misara anopatsanurwa sei
yakanyorwa mazwi -vadzidzi
akangobatana vanopatsanura
mazwi apihwa
c)kupa zvikonzero -mudzidzisi anopa
zvinoshandiswa zviperengo
pakupatsanura mazwi vadzidzi vonyora
vachiedza
kupatsanura
VHIKI MUSORO ZVINANGWA JERERO ZVICHAITWA ONGORORO YEBASA ONGORORO
YEVADZIDZI
10 Dudziramutauro Pakupera kwechidzidzo Dudziramutauro -mudzidzisi anoti
(zvipauro) vadzidzi vanotarisirwa reOlevel p27 vadzidzi
kunge vokwanisa- vatsanangure kuti
Ngatizivei mutauro chipaurro chii
a) Kutsanangura kuti p21 -vadzidzi vanoedza
chipauro chii kupa mhando
Jekesa pfungwa 2 dzezvipauro
b) kupa mhando p19 -mudzidzisi anopa
dzezvipauro maumbirwo
ezvipauro
c) kupa maumbirwo -vadzidzi vanopiwa
ezvipauro basa rekuita
Uvaranomwe: Kutsanangura kuti Pfuma Ndeyamaoko -mudzidzi
zvidzidzo zviri chidzidzo chii uye kuti achabatsirana
mubhuku chinowanikwa sei nevadzidzi
munganonyrwa kutsanangura kuti
chidzidzo chii
b)kupa zvidzidzo zviri -vadzidzi vachapa
munganonyorwa zvidzidzo zviri
mubhuku
c)kutsigira pfungwa -vadzidzi vachapa
dzavapa nezviri tsigiro nezviri
mubhuku mubhuku.
Uvaranomwe a)kudoma zvidzidzo zviri Pfuma ndeyamaoko -vadzidzi
(dzokororo) mubhuku vanodoma
zvidzidzo zviri
b)kutsigira pfungwa mubhuku vopa
dzavapa nezviri tsigiro zvizere
mubhuku vachishandisa
mienzaniso iri
mubhuku.
MUTAURO a) Kutsanangura kuti Ngatidzidzei -vadzidzi
kutsanangura tsumo chii zvirungamutauro p9 vanotsanangura
tsumo kutitsumo chii.
b)Kupa mienzaniso -vadzidzi vanopa
yetsumo mienzaniso
yetsumo
c)kutsanangura zvinoreva votsanangura
tsumo dzapihwa zvadzinoreva
-vadzidzi
vanopihwa tsumo
votsanangura
zvadzinoreva.
Nhetembo a)kupa musoro Mutakunanzva -Vadzidzi vanopa
wedetembo nanyanduri wenhetembo musoro
wedetembo, zita
b)kupa mhando uye ranyanduri,
dingindira redetembo mhando, zviri
mudetembo uye
b)kupa zviri mudetembo zvidavado
nezvidavado zvanyanduri zvakashandiswa
nanyanduris.
VHIKI MUSORO ZVINANGWA ZVOMBO/JERERO MADZIDZISIRO ONGORORO YEBASA ONGORORO
YEVADZIDZI
9 Kunyorwa Pakupera kwechidzidzo Vadzidzi
kwebvunzo vadzidzi vanotarisirwa Bepa rebvunzo vanopindura
kunge vokwanisa ku- mibvunzo
Paper 1 chinyararire
a) kupindura rondedzero
b) kunyora pfupiso
c) kupindura mibvunzo
yenzwisiso
Kunyorwa a) kupindura mibvunzo Vadzidzi
kwebvunzo yedudziramutauro miviri Bepa rebvunzo vachapindura
mibvunzo
Paper 2 b)kupindura mibvunzo muchinyararire
wenhetembo
c) kupindura mibvunzo
yemabhuku miviri
VHIKI MUSORO ZVINANGWA ZVOMBO/JERERO MADZIDZISIRO ONGORORO YEBASA ONGORORO
YEVADZIDZI
5 Rondedzero
(tsamba yebasa)
Mutauro
(kutsanangura
madimikira)
Nhetembo
(kuongorora)
Uvaranomwe
(musoro
webhuku)
Dudziramutauro
(zvipauro)