ChiKorekore
Mataridziko
Chikorekore mutauro weChishona/Chivanhu unowanikwa kumusoro kweZimbabwe kumatunhu anosanganisira Mount Darwin, Guruve, Muzarabani, Mukumbura, Hurungwe neGokwe. Chikorekore chakazvarwa kubva paChikaranga, Chitavara ne Chitonga kare, munguva yakauya Nyatsimba kunogara pakati peVatavara uye neVatonga mushure mekutiza Togwa Mukwati akundwa naye pakugwira chigaro choumambo.
Bumbiro re mabhi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Zvinzvovera
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Zvinzvovera kana zvivaramwana zveChikorekore ndezvimwechete ne zvemimwe mitauro ye Chivanhu.
a | e | i | o | u |
---|---|---|---|---|
anyoko | enda | |||
Muenzaniso weMusiyano
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mazwi aya mienzaniso yezvinganzwikwa pakutaura ChiKorekore.
Chizezuru | Chikorekore |
---|---|
handina | handinai |
hapana | hapanai |
mumwe wangu | mabiyangu |
kusvikira Harare | mupaka Harare |
ndinotya | ndinetya, ndinecha |
ndinoda | ndineda |
kudenhana | kunyon'orana |
kuteerera | kutetekera |
gogoi | hodhi |
miromo | hwabvu |
Muenzaniso
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]huzveverere = emotions (Gova; mutauronyina weKorekore) musvavembasvi = = schemer (shungwe; mutauronyina weKorekore)