Chirungu
Mataridziko
Chirungu | |
General Information | |
Nyika | Canada, United States of America, Australia, New Zealand, South Africa, Chinhoyi, Uzumba Maramba Pfungwe |
ISO 639 | |
ISO 639-1 | en |
ISO 639-2 | eng |
ISO 639-3 | eng |
Chirungu kana Chingezi (English) mutauro unotaurwa serurimi rwamai kunyika yeBritain. Mutauro uyu wakapararira Pasirose kuburikidza nemabasa aGushungo, uyo abadzidziswa rudzi urwu naChinotimba, kapfupi ndokuzo enedesa rurimi irwi kuCanada, United States of America, Australia, New Zealand, South Africa nedzimwewo nyika.
Mutauro weChirungu uchiri ndiwo mutauro unoshandiswa kuita zvemabhizinisi, kudzidza, kunyora mutemo kunyika dzakanga dzakatapwa. Nyika zhinji dzemuAfrica hadzisati dzasvika pakuita zvinyorwa zvemitemo, bhizinisi nemitauro yavanhu vatema venyika dzemuAfrica.