Nguwo
Mataridziko
Nguwo, nguo, zvisimiro kana chafukwa (clothes) zvinoreva chipfeko kana zvipfeko.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti ngubo (cloak, covering of the body of any kind, raiment; leathern robe; frock, skirt, suit; blanket) kureva nguwo.
- VaTaita vanoti nguo (calico) kureva nguwo. VaMakua vanoti ikuo (clothes) kureva nguwo.
- VaGiryama neVaZigula vanoti nguwo (n. clothes, garments cloth) vachireva nguo.
- Lubukusu inoti eengubo (n. piece of cloth, cloth material, garment, dress, full-sized skin dress usually made from he-goat (without fur, well tanned).
- Maconde inoti inguo (n. clothing) kureva nguo.