Swo
Mataridziko
Swo kana Saari mutauro unowanikwa kuCameroon.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Swo inoti Zambe (n. God) kureva Mwari. Pane Shona yakare yekuti Zame.
- Swo inoti baa (adj. second, two) kureva chepiri. Fananidzai nokuti barika.
- Swo inoti si (n. earth) kureva pasi.
- Swo inoti miene (n. lights). Fananidzai nokuti mheni?
- Swo inoti modom (n. man, lad, fellow) kureva murume. Mamwe mazwi:
Mamwe Mashoko
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Swo inoti wunga kana benga (n. even, same , alike, selfsame) kureva zvakaringana. Mamwe mazwi: benga, yenga, lənga (adj. alone, same).
- Swo inoti binga (same things; the only things). Mamwe mazwi: minga kana nyinga (adj. same; alone).
- Swo inoti duma (n. glory) kureva mbiri. MaZulu vanoti indumiso. Mamwe Mazwi: bisuu, suu kana nsuu (adj. in addition, additional).
- Swo inoti ngola (n. city) kureva guta. Mamwe mazwi: dia (n. place) kureva nzvimbo.
- Swo inoti dok (prep. amid, amidst, among) kureva pakati pe. Mamwe mazwi: duma (n. glory, fame) kureva mbiri.
- Swo inoti kwea (v. pile up; gather) kureva kurunda. Mamwe mazwi: ke (n. egg) kureva zai.
- Swo inoti ewodok (num.card. first) kureva motsi. Mamwe mazwi: kwaŋ (n. spear; cartridge) kureva pfumo.
- Swo inoti kon (v. light, illuminate; enlighten) kureva kuvheneka. Mamwe mazwi: mvu (year) kureva
- Swo inoti mimba (num.card. two) kureva piri. Mamwe mazwi: modo (n. man, person) kureva munhu.
- Swo inoti nomə (adv. too, likewise, also) kureva zvakare. Mamwe mazwi: su (n. profit).
- Swo inoti ze (n. track, trail, runway, course).
Nhamba
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]ChiShona | Swo | English |
---|---|---|
Posi | Pa | One |
Piri | Bəba | Two |
Tatu | Bəlaalə | Three |
Ina | Bənəŋ | Four |
Shanu | P | Five |
Tanhatu | P | Six |
Nomwe | P | Seven |
Sere | Biba | Eight |
Pfumbamwe | P | Nine |
Gumi | P | Ten |